Isaya 6:7 - Shona BIBLE7 ikagumura muromo wangu naro, ikati, “Tarira, zimbe iri ragumura miromo yako, zvakaipa zvako zvabviswa, zvivi zvako zvadzikinurwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ikagumura muromo waŋgu naro, ikati: Tarira, zimbe iri ragumura miromo yako, ɀakaipa ɀako ɀabviswa, ziʋi ɀako ɀadzikinurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 ikagumura muromo wangu naro, ikati, “Tarira, zimbe iri ragumura miromo yako, zvakaipa zvako zvabviswa, zvivi zvako zvadzikinurwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rakasvikondigunzva muromo naro rikati, “Tarisa uone wagunzwa muromo nevhunze iri hauchisina mhosva, chitadzo chako charegererwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Rakasvikondigunzva muromo naro rikati, “Tarisa uone wagunzwa muromo nevhunze iri hauchisina mhosva, chitadzo chako charegererwa.” Viz kapitola |