Isaya 6:5 - Shona BIBLE5 Ipapo ndikati, “Ndine nhamo! Nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo yakan'ora, ndigere pakati pavanhu vemiromo yakan'ora; nokuti meso angu akaona Mambo; Jehovha wehondo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo ndikati: Ndinenhamo! nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo inetȿina, ndigere pakati paʋanhu ʋemiromo inetȿina; nokuti meso aŋgu akaʋona Mambo, Jehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo ndikati, “Ndine nhamo! Nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo yakan'ora, ndigere pakati pavanhu vemiromo yakan'ora; nokuti meso angu akaona Mambo; Jehovha wehondo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndakati, “Maiwe-e, maiwe-e zvangu inga ndaparara nokuti ndiri munhu ane miromo yakan'ora uye ndigere pakati pavanhu vane miromo yakan'ora nokuti ini nameso angu ndaona Mambo, Tenzi wehondo nehondo!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndakati, “Maiwe-e, maiwe-e zvangu inga ndaparara nokuti ndiri munhu ane miromo yakan'ora uye ndigere pakati pavanhu vane miromo yakan'ora nokuti ini nameso angu ndaona Mambo, Tenzi wehondo nehondo!” Viz kapitola |