Isaya 6:13 - Shona BIBLE13 Kana kuchinge kwasara mukati mayo chegumi, naichowo chichadyiwazve; sezvakaita muterebhindi nomuoki wasiyirwa hunde kana watemwa, saizvozvo rudzi rutsvene ndiyo hunde yawo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana kuciŋge kwasara mukati mayo cegumi, naico ʋo cicadyiwa ɀe; seɀakaita muterebinti nomuouki wasiyirwa hunde kana watemŋa, saiɀoɀo rudzi rutȿene ndiyo hunde yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kana kuchinge kwasara mukati mayo chegumi, naichowo chichadyiwazve; sezvakaita muterebhinti nomuouki wasiyirwa hunde kana watemwa, saizvozvo rudzi rutsvene ndiyo hunde yawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvako kukasara gumi pazana naivo vacharoromeswa somuti womuterebhini kana kuti muoku une chigutsa chinosara chimire kana warigwa.’ ” Chigutsa ichocho ndiyo mbeu inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kunyange zvako kukasara gumi pazana naivo vacharoromeswa somuti womuterebhini kana kuti muoku une chigutsa chinosara chimire kana warigwa.’ ” Chigutsa ichocho ndiyo mbeu inoera. Viz kapitola |