Isaya 6:11 - Shona BIBLE11 Zvino ndakati, “Ishe kusvikira rinhiko?” Akapindura, akati, “Kusvikira maguta ava matongo, asina vanogaramo, nedzimba dzisina munhu, nenyika yaparadzwa chose, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ndikati: Ishe kuȿikira riniko? Akapindura, akati: Kuȿikira maguta aʋa matoŋgo, asinaʋanogara’mo, nedzimba dzisinomunhu, nenyika yaparadzwa cose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino ndakati, “Ishe kusvikira riniko?” Akapindura, akati, “Kusvikira maguta ava matongo, asina vanogaramo, nedzimba dzisina munhu, nenyika yaparadzwa chose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ini ndikati, ‘Kusvikira riniko nhai Tenzi?’ Ivo vakati, ‘Kusvikira maguta aparara musisina anogaramo, dzimba dzisisina vanhu, nyikawo yanyatsoparara, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ini ndikati, ‘Kusvikira riniko nhai Tenzi?’ Ivo vakati, ‘Kusvikira maguta aparara musisina anogaramo, dzimba dzisisina vanhu, nyikawo yanyatsoparara, Viz kapitola |