Isaya 5:4 - Shona BIBLE4 Chiiko chaifanira kuitirwa munda wangu wemizambiringa chandisina kuuitira? Zvino ndichitarira kuti uchabereka mazambiringa, wakagoberekerei madzambiringa ebundo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Cinyiko caifanira kuitirwa munda waŋgu wemizambiriŋga, candisina‐kuuitira? Ɀino ndicitarira kuti ucaɓereka mazambiriŋga, wakagoɓerekerei mazambiriŋga eɓundo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Chinyiko chaifanira kuitirwa munda wangu wemidzambiringa chandisina kuuitira? Zvino ndichitarira kuti uchabereka madzambiringa, wakagoberekerei madzambiringa ebundo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Pane chimwe here chandaifanira kuitira munda wangu wemagirepisi chandisina kuuitira? Pandaiutarisira kuti ubereke magirepisi kwawo wakazoberekerei indye dzamagirepisi kuvava? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Pane chimwe here chandaifanira kuitira munda wangu wemagirepisi chandisina kuuitira? Pandaiutarisira kuti ubereke magirepisi kwawo wakazoberekerei indye dzamagirepisi kuvava? Viz kapitola |