Isaya 5:3 - Shona BIBLE3 Zvino imi mugere Jerusaremu navarume vaJudha, ndinokumbira kuti motonge pakati pangu nomunda wangu wemizambiringa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino imi ʋagere Jerusarema naʋarume ʋaJuda, ndinokumbira kuti mutoŋge pakati paŋgu nomunda waŋgu wemizambiriŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino imi mugere Jerusaremu navarume vaJudha, ndinokumbira kuti motonge pakati pangu nomunda wangu wemidzambiringa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Zvino imi vagari veJerusaremu, imi vanhu vokwaJudha ndienzanisireiwo nyaya iri pakati pangu ini Mwari nomunda wangu wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Zvino imi vagari veJerusaremu, imi vanhu vokwaJudha ndienzanisireiwo nyaya iri pakati pangu ini Mwari nomunda wangu wamagirepisi. Viz kapitola |