Online Bible

- Reklamy -

Isaya 5:2 - Shona BIBLE

2 akautimba, akabvisa mabwe awo ose, akasimamo mizambiringa yakaisvonaka, akavaka shongwe mukati mawo, ndokucherawo chisviniro mukati mawo; zvino akatarira kuti ubereke mazambiringa, asi wakabereka mazambiringa ebundo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akautimba, akabvisa mabge awo ose, akasima’mo mizambiriŋga yakaiȿo‐naka, akaʋaka shoŋgwe mukati mawo, ndokucera ʋo ciȿiniro mukati mawo; ɀino wakatarira kuti uɓereke mazambiriŋga, asi wakaɓereka mazambiriŋga eɓundo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akautimba, akabvisa mabwe awo ose, akasimamo midzambiringa yakaisvonaka, akavaka shongwe mukati mawo, ndokucherawo chisviniro mukati mawo; zvino akatarira kuti ubereke madzambiringa, asi wakabereka madzambiringa ebundo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akauwunda akaubvisa mabwe ose akasimamo miti yomugirepisi yakanakisisa kwazvo. Akavaka dara renharirire mukati mawo uye akachera garingiro rokusvinira magirepisi mariri achiutarisira kuti uchabereka magirepisi, asi wakamuberekera indye dzamagirepisi kuvava.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Isaya 5:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy