Isaya 5:15 - Shona BIBLE15 Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanhu ʋaɗuku ʋakakotamiswa, naʋakuru ʋakaninipiswa, nameso aʋanoɀikudza akaninipiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanhu vachadukupiswa vanhu vachaninipiswa navanhuwo vane mutarisiro wokuzvidza, vachaderedzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanhu vachadukupiswa vanhu vachaninipiswa navanhuwo vane mutarisiro wokuzvidza, vachaderedzwa. Viz kapitola |