Online Bible

- Reklamy -

Isaya 5:12 - Shona BIBLE

12 Rudimbwa, nembira, nengoma, nenyere, newaini zviripo pamitambo yavo; asi havana hanya nebasa raJehovha, havarangariri zvakaitwa namaoko ake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ruɗimbga, nembira, neŋgoma, nenyere, newaini ɀiri’po pamitambo yaʋo; asi haʋanehanya neɓasa raJehova, haʋaraŋgariri ɀakaitwa namaʋoko ake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Rudimbwa, nembira, nengoma, nenyere, newaini zviripo pamitambo yavo; asi havana hanya nebasa raJehovha, havarangariri zvakaitwa namaoko ake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pamitambo yavo vanenge vaine zvipendani nemadimbwa netambureni nenyere newaini; asi mabasa aTenzi havana hanya nawo kana kumbotarisawo zvavo zvaakaita namaoko ake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pamitambo yavo vanenge vaine zvipendani nemadimbwa netambureni nenyere newaini; asi mabasa aTenzi havana hanya nawo kana kumbotarisawo zvavo zvaakaita namaoko ake.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 5:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy