Isaya 3:8 - Shona BIBLE8 Nokuti Jerusaremu raparadzwa, Judha awa; nokuti marimi avo namabasa avo anopesana naJehovha, kutsamwisa meso ake anokubwinya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti Jerusarema raparadzwa, Juda wawa; nokuti marimi aʋo namaɓasa aʋo anopesana naJehova, kutsamŋisa meso ake anokubginya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti Jerusaremu raparadzwa, Judha wawa; nokuti marimi avo namabasa avo anopesana naJehovha, kutsamwisa meso ake anokubwinya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti Jerusaremu yawondomoka, Judha yakoromoka nokuti zvavanotaura nezvavanoita zvinopesana naTenzi, zvinozvidza kuvapo kwake kuno mukurumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti Jerusaremu yawondomoka, Judha yakoromoka nokuti zvavanotaura nezvavanoita zvinopesana naTenzi, zvinozvidza kuvapo kwake kuno mukurumbira. Viz kapitola |