Isaya 3:10 - Shona BIBLE10 Iti pamusoro powakarurama, kuti achava nomufaro; nokuti vachadya zvibereko zvamabasa avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iti pamsoro powakarurama, kuti ucaʋa nomufaro; nokuti ʋacadya ɀiɓereko ɀamaɓasa aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Iti pamusoro powakarurama, kuti achava nomufaro; nokuti vachadya zvibereko zvamabasa avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Taurirai vakarurama kuti zvichavanakira, nokuti vachadya mubayiro wezvavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Taurirai vakarurama kuti zvichavanakira, nokuti vachadya mubayiro wezvavakaita. Viz kapitola |