Isaya 2:19 - Shona BIBLE19 Vanhu vachapinda mumapako amatombo, nomumakomba muvhu, nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokuda kwokubwinya kwoumambo hwake, kana achisimuka kuzunungusa nyika nesimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanhu ʋacapinda mumapako amatombo, nomumakomba muvu, nokuɗa kwaJehova unotyisa, ʋuye nokuɗa kwokubginya kwoʋumambo bgake, kana acisimuka kuzunuŋgusa nyika nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vanhu vachapinda mumapako amatombo, nomumakomba muvhu, nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokuda kwokubwinya kwoumambo hwake, kana achisimuka kuzunungusa nyika nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo nomuninga dzepasi apa vachihwanda kutyisa kwaTenzi nokuhwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo nomuninga dzepasi apa vachihwanda kutyisa kwaTenzi nokuhwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa. Viz kapitola |