Isaya 2:17 - Shona BIBLE17 Ukuru hwavanhu huchakotamiswa, nokuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa; Jehovha oga achakudzwa nezuva iro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋukuru bgaʋanhu ʋucakotamiswa, nokuɀikudza kwaʋanhu kucaɗeredzwa; Jehova oga ucakudzwa nezuʋa iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ukuru hwavanhu huchakotamiswa, nokuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa; Jehovha oga achakudzwa nezuva iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzvikudza kwomunhu kuchaninipiswa kuzvitutumadza kwomunhu kuchadukupiswa Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kuzvikudza kwomunhu kuchaninipiswa kuzvitutumadza kwomunhu kuchadukupiswa Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo. Viz kapitola |