Isaya 11:8 - Shona BIBLE8 Mwana anomwa, achatamba pamwena wenyoka, uye mwana akarumurwa achapinza ruoko rwake mubako remvumbi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋana unomŋa, ucatamba pamŋena wenyoka, ʋuye mŋana wakarumurwa ucapinza ruʋoko rwake muɓako remvumbi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Mwana anomwa, achatamba pamwena wenyoka, uye mwana akarumurwa achapinza ruoko rwake mubako remvumbi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwana ari kuyamwa achatamba zvake pamwena wemhakure ndumurwa ichiisa zvayo ruoko mumwena wechiva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwana ari kuyamwa achatamba zvake pamwena wemhakure ndumurwa ichiisa zvayo ruoko mumwena wechiva. Viz kapitola |