Isaya 11:14 - Shona BIBLE14 Asi vachabhururukira pamusoro pamafudzi avaFirisitia kumavirazuva, vachapambara pamwechete vana vamabvazuva; vachatambanudzira maoko avo kuvaEdhomu navaMoabhu, navana vaAmoni vachavateerera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi ʋacabururukira pamsoro pamafudzi aʋaFiristia kumaʋirazuʋa, ʋacapambara pamŋe cete ʋana ʋamabvazuʋa; ʋacatambanudzira maʋoko aʋo kuʋaEdomi naʋaMoabi, naʋana ʋaAmoni ʋacaʋaterera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi vachabhururukira pamusoro pamafudzi avaFirisitia kumavirazuva, vachapambara pamwechete vana vamabvazuva; vachatambanudzira maoko avo kuvaEdhomu navaMoabhi, navana vaAmoni vachavateerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 asi vachatoita chirwirangwe kurwisa vaFirisitia kumadokera uye pamwechete, vachapamba vanhu vokumabvazuva. Vachaita mubatirapamwe kurwisa Edhomu neMoabhu, vaAmoni vachavateerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 asi vachatoita chirwirangwe kurwisa vaFirisitia kumadokera uye pamwechete, vachapamba vanhu vokumabvazuva. Vachaita mubatirapamwe kurwisa Edhomu neMoabhu, vaAmoni vachavateerera. Viz kapitola |