Online Bible

- Reklamy -

Isaya 11:11 - Shona BIBLE

11 Zvino nezuva iro Ishe achatambanudzazve ruoko rwake kechipiri kuti adzikinure vakasara vavanhu vake, ivo vanenge vasara, vari paAsiria, neIjipiti, nePatirosi, neKushi, neErami, neShinari, neHamati, nokuzvitsuwa zvegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino nezuʋa iro Ishe ucatambanudza ɀe ruʋoko rwake rwecipiri kuti adzikinure ʋakasara ʋaʋanhu ʋake, iʋo ʋaneŋge ʋasara, ʋari paAsiria, neEgipita, nePatrosi, neKushi, neErami, neShinari, neHamati, nokuɀiwi ɀeguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino nezuva iro Ishe achatambanudzazve ruoko rwake kechipiri kuti adzikinure vakasara vavanhu vake, ivo vanenge vasara, vari paAsiria, neIjipiti, nePatirosi, neKushi, neErami, neShinari, neHamati, nokuzvitsuwa zvegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Nomusi iwoyo, Tenzi achatambanudza ruoko rwake kechipiri kununura chitsama chakasara chevanhu vake kubva kunyika idzi dzinoti: Asiria neIjipiti nePatirosi neItiopia neEramu neShinari neHamati nenyika dzokumahombekombe kwegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Nomusi iwoyo, Tenzi achatambanudza ruoko rwake kechipiri kununura chitsama chakasara chevanhu vake kubva kunyika idzi dzinoti: Asiria neIjipiti nePatirosi neItiopia neEramu neShinari neHamati nenyika dzokumahombekombe kwegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 11:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy