Online Bible

- Reklamy -




Isaya 10:32 - Shona BIBLE

32 Zuva ranhasi achazorora paNobhi; anozunungusira gomo romukunda weZioni, icho chikomo cheJerusaremu, ruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Zuʋa ranhasi ucazorora paNobi; unozunuŋgusira gomo romukunda weZioni, ico cikomo ceJerusarema, ruʋoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zuva ranhasi achazorora paNobhi; anozunungusira gomo romukunda weZioni, icho chikomo cheJerusaremu, ruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Iye nhasi uno wakare Asiria ichandomira yava kuNobhu ichazunza chibhakera chayo ichikungira gomo romukunda weZioni, chikomo cheJerusaremu chacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Iye nhasi uno wakare Asiria ichandomira yava kuNobhu ichazunza chibhakera chayo ichikungira gomo romukunda weZioni, chikomo cheJerusaremu chacho.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 10:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy