Isaya 10:3 - Shona BIBLE3 Asi muchaiteiko pazuva rokutongwa, nerokuparadzwa kuchabva kure? Muchatizira kuna ani kundobatsirwa? Pfuma yenyu muchaivigepiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi mucaiteiko pazuʋa rokutoŋgwa, nerokuparadzwa kucabva kure? Mucatizira kunani kundoɓatsirwa? Fuma yenyu mucaiʋigepiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Asi muchaiteiko pazuva rokutongwa, nerokuparadzwa kuchabva kure? Muchatizira kuna ani kundobatsirwa? Pfuma yenyu muchaivigepiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muchaita waani musi wokurangwa nedutu remhepo richauya richibva kure kure muchatizira kunaani kwamungawane rubatsiro, upfumi hwenyu muchahusiya kupi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Muchaita waani musi wokurangwa nedutu remhepo richauya richibva kure kure muchatizira kunaani kwamungawane rubatsiro, upfumi hwenyu muchahusiya kupi? Viz kapitola |