Isaya 10:28 - Shona BIBLE28 Asvika paAiati, apfuura napaMigironi, achengeta nhumbi dzake paMikimashi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Waȿika paAiati, wapfuʋura napaMigroni, waceŋgeta nhumbi dzake paMikmashi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asvika paAiati, apfuura napaMigironi, achengeta nhumbi dzake paMikimashi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 yakasvika kuAiati, yakapfuura nokuMigironi yakasiya yachengetesa nhumbi dzayo kuMikimashi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 yakasvika kuAiati, yakapfuura nokuMigironi yakasiya yachengetesa nhumbi dzayo kuMikimashi. Viz kapitola |