Isaya 10:27 - Shona BIBLE27 Zvino nezuva iro mutoro wake uchabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko richaparadzwa nokuda kwamafuta.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino nezuʋa iro mutoro wake ucabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko ricaparadzwa nokuɗa kwamafuta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino nezuva iro mutoro wake uchabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko richaparadzwa nokuda kwamafuta.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pazuva iroro mutoro wake uchabviswa pamapfudzi ako; joko rake richatyorwa rigobviswa pamutsipa penyu.” Asiria yakakwidza achibva kuRimoni, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pazuva iroro mutoro wake uchabviswa pamapfudzi ako; joko rake richatyorwa rigobviswa pamutsipa penyu.” Asiria yakakwidza achibva kuRimoni, Viz kapitola |