Isaya 10:25 - Shona BIBLE25 Nokuti kwasara chinguva chiduku, kutsamwa kwangu kuchapera, hasha dzangu dzichavaparadza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti kwasara ciŋguʋa ciɗuku, kutsamŋa kwaŋgu kucapera, hasha dzaŋgu dzicaʋaparadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti kwasara chinguva chiduku, kutsamwa kwangu kuchapera, hasha dzangu dzichavaparadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 nokuti mushure mekanguva kadikidiki hasha dzangu dzichapera asi ini nehasha dzangu ndovapindukira kuvaparadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 nokuti mushure mekanguva kadikidiki hasha dzangu dzichapera asi ini nehasha dzangu ndovapindukira kuvaparadza. Viz kapitola |