Isaya 10:23 - Shona BIBLE23 Nokuti Ishe, Jehovha wehondo, achapedzisa kuparadza, kwakagara kwatemwa, panyika yose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti Ishe, Jehova wehondo, ucapedzisa kuparadza, kwakagara kwatemŋa, panyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti Ishe, Jehovha wehondo, achapedzisa kuparadza, kwakagara kwatemwa, panyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 nokuti Tenzi Mwari wehondo achanyatsopedza kuita zvaakatema mukati menyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 nokuti Tenzi Mwari wehondo achanyatsopedza kuita zvaakatema mukati menyika yose. Viz kapitola |