Isaya 10:19 - Shona BIBLE19 Miti yakasara yedondo rake ichava mishoma, inganyorwa nomwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Miti yakasara yeɗondo rake icaʋa mishoma, iŋganyorwa nomŋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Miti yakasara yedondo rake ichava mishoma, inganyorwa nomwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga. Viz kapitola |