Isaya 10:16 - Shona BIBLE16 Naizvozvo Ishe, Ishe wehondo, achatuma kuonda pakati pavakakora vake; pasi pokubwinya kwake pachabatidzwa chinopisa chakafanana nokupisa kwomoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naiɀoɀo Ishe, Ishe wehondo, ucatuma kuwonda pakati paʋakakora ʋake; pasi pokubginya kwake pacaɓatidzwa cinopisa cakafanana nokupisa kwomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Naizvozvo Ishe, Ishe wehondo, achatuma kuonda pakati pavakakora vake; pasi pokubwinya kwake pachabatidzwa chinopisa chakafanana nokupisa kwomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Naizvozvo Tenzi Tenzi wehondo nehondo achatumira denda rokuperezeka muviri mukati mehweswa chaidzo dzevarwi vake, mukati momukurumbira wake muchapisa sokupisa kunoita moto uri kubvira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Naizvozvo Tenzi Tenzi wehondo nehondo achatumira denda rokuperezeka muviri mukati mehweswa chaidzo dzevarwi vake, mukati momukurumbira wake muchapisa sokupisa kunoita moto uri kubvira. Viz kapitola |