Isaya 10:14 - Shona BIBLE14 ruoko rwangu rwakawana pfuma yamarudzi avanhu sedendere; ndakaunganidza nyika yose, somunhu anounganidza mazai akasiyiwa; hapana akapfakanyisa bapiro, kana kushamisa muromo, kana kurira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 ruʋoko rwaŋgu rwakawana fuma yamarudzi aʋanhu seɗendere; ndakaʋuŋganidza nyika yose, somunhu unoʋuŋganidza mazai akasiyiwa; hapana‐wakapfakanyisa ɓapiro, kana kushamisa muromo, kana kurira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 ruoko rwangu rwakawana pfuma yamarudzi avanhu sedendere; ndakaunganidza nyika yose, somunhu anounganidza mazai akasiyiwa; hapana akapfakanyisa bapiro, kana kushamisa muromo, kana kurira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Ndakawana upfumi hwendudzi dzavanhu sezvinongoita ruoko runenge rwawana dendere reshiri, uye sezvinongoita vanhu kuunganidza mazai akaramwiwa, ndokukukucha zvangu kwandakaita nyika. Hapana akambosimudza bapiro kana kushama muromo kana kuti chwe-e.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Ndakawana upfumi hwendudzi dzavanhu sezvinongoita ruoko runenge rwawana dendere reshiri, uye sezvinongoita vanhu kuunganidza mazai akaramwiwa, ndokukukucha zvangu kwandakaita nyika. Hapana akambosimudza bapiro kana kushama muromo kana kuti chwe-e.” Viz kapitola |