Online Bible

- Reklamy -

Isaya 10:13 - Shona BIBLE

13 Nokuti akati, “Ndakazviita nesimba roruoko rwangu, uye nouchenjeri hwangu, nokuti ndine njere; ndakabvisa miganhu yavanhu, ndakapamba pfuma yavo; semhare ndakawisira pasi vaigara pazvigaro zvoushe;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nokuti wakati: Ndakaɀiita nesimba roruʋoko rwaŋgu, ʋuye noʋucenjeri bgaŋgu, nokuti ndinenjere; ndakabvisa miganho yaʋanhu, ndakapamba fuma yaʋo; semhare ndakawisira pasi ʋaigara paɀigaro ɀoʋushe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nokuti akati, “Ndakazviita nesimba roruoko rwangu, uye nouchenjeri hwangu, nokuti ndine njere; ndakabvisa miganho yavanhu, ndakapamba pfuma yavo; semhare ndakawisira pasi vaigara pazvigaro zvoushe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 achiti, “Ini noruoko rwangu ndini pano ndakazviita ini nesimba rangu, ndakazviita ini noungwaru hwangu nokuti ndinonzwisisa. Miganhu yedzindudzi dzavanhu ndakaibvisa ini, ndikapamba upfumi hwavo. Sehandira chaiyo, vainge vari pazvigaro zvoumambo ndakavatozomora ini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Isaya 10:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy