Isaya 1:7 - Shona BIBLE7 Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomoto, nyika yenyu yopedzwa navatorwa imi muripo, yaparadzwa, sezvinoparadza vatorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomŋoto, nyika yenyu yopedzwa naʋatorwa imi muri’po, yaparadzwa, seɀinoparadza ʋatorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomoto, nyika yenyu yopedzwa navatorwa imi muripo, yaparadzwa, sezvinoparadza vatorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yenyu yangova nyikawo zvayo maguta enyu aririmiswa nomoto nyika yenyu yarozvwa namabvakure, yangova nyika sokunge yakurirwa namabvakure imi makatarisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nyika yenyu yangova nyikawo zvayo maguta enyu aririmiswa nomoto nyika yenyu yarozvwa namabvakure, yangova nyika sokunge yakurirwa namabvakure imi makatarisa. Viz kapitola |