Isaya 1:6 - Shona BIBLE6 Kubvira parutsoka kusvikira kumusoro hapana pakukutu pauri; asi maronda, napakakuvara, namavanga matsva, haana kusvinwa, haana kuputirwa, kana kunyoreveswa namafuta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kubvira parutsoka kuȿikira kumusoro hapanapakukutu pauri; asi maronda, napakakuʋara, namaʋaŋga matȿa; haanakuȿinwa, haana‐kuputirwa, kana kunyoroʋeswa namafuta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kubvira parutsoka kusvikira kumusoro hapana pakukutu pauri; asi maronda, napakakuvara, namavanga matsva, haana kusvinwa, haana kuputirwa, kana kunyoreveswa namafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kubvira pasi petsoka kusvikira pamusoro hapana papenyu, dzangova mbonje namavanga, angova maronda ari kubuda ropa asina kusvinwa kana kusungwa kana kupfaviswa zvako namafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kubvira pasi petsoka kusvikira pamusoro hapana papenyu, dzangova mbonje namavanga, angova maronda ari kubuda ropa asina kusvinwa kana kusungwa kana kupfaviswa zvako namafuta. Viz kapitola |