Isaya 1:27 - Shona BIBLE27 Zioni richadzikinurwa nokururamiswa, navanodzoka mariri nokururama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Zioni ricadzikinurwa nokururamiswa, naʋanodzoka mariri nokururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zioni richadzikinurwa nokururamiswa, navanodzoka mariri nokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zioni richanunurwa noruenzaniso, vanopinduka vachiponeswa pamusana poururami. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Zioni richanunurwa noruenzaniso, vanopinduka vachiponeswa pamusana poururami. Viz kapitola |