Isaya 1:22 - Shona BIBLE22 Sirivha yako ava marara, waini yako yakavhenganiswa nemvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Sirveri yako aʋa marara, waini yako yakaveŋganiswa nemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Sirivha yako ava marara, waini yako yakavhenganiswa nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Sirivha yako haisisina maturo, waini yako yashapiswa nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Sirivha yako haisisina maturo, waini yako yashapiswa nemvura. Viz kapitola |