Isaya 1:17 - Shona BIBLE17 dzidzai kuita zvakanaka; tsvakai kururamisira, batsirai vanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureverere chirikadzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 dzidzai kuita ɀakanaka; tȿakai kururamisira, ɓatsirai ʋanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureʋerere cirikadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 dzidzai kuita zvakanaka; tsvakai kururamisira, batsirai vanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureverere chirikadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Dzidzai kuita zvakanaka, onai kuti kuri kutongwa zvino ruenzaniso vanodzvinyirira vanhu ngavagadziridzwe. Miririrai nherera muchireverera chirikadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Dzidzai kuita zvakanaka, onai kuti kuri kutongwa zvino ruenzaniso vanodzvinyirira vanhu ngavagadziridzwe. Miririrai nherera muchireverera chirikadzi.” Viz kapitola |