Isaya 1:11 - Shona BIBLE11 Zvanzi naJehovha, “Zvibairo zvenyu zvizhinji zvinondibatsirei? Ndagutisa zvipiriso zvenyu zvinopiswa zvamakondobwe, namafuta ezvipfuwo zvakakodzwa; handifadzwi neropa renzombe, kana ramakwayana, kana renhongo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀanzi naJehova: Ɀiɓayiro ɀenyu ɀizhinji ɀinondiɓatsirei? Ndagutisa ɀipiriso ɀenyu ɀinopiswa ɀamakondobge, namafuta eɀipfuwo ɀakakodzwa; handifadzwi neropa renzombe, kana ramakwaiana, kana renhoŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvanzi naJehovha, “Zvibayiro zvenyu zvizhinji zvinondibatsirei? Ndagutisa zvipiriso zvenyu zvinopiswa zvamakondobwe, namafuta ezvipfuwo zvakakodzwa; handifadzwi neropa renzombe, kana ramakwayana, kana renhongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvanzi naTenzi, “Ndinei ini nokuwanda kwezvibayiro zvenyu? Mipiro yokupisa yehondohwe neyemafuta emhuka dzakakodzwa zvandifinha ini; handisisiri kufadzwa neropa rehandira kana rehwayana kunyange rezvikotora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvanzi naTenzi, “Ndinei ini nokuwanda kwezvibayiro zvenyu? Mipiro yokupisa yehondohwe neyemafuta emhuka dzakakodzwa zvandifinha ini; handisisiri kufadzwa neropa rehandira kana rehwayana kunyange rezvikotora. Viz kapitola |