Online Bible

- Reklamy -

Hosiya 14:9 - Shona BIBLE

9 Ndianiko akachenjera, anzwisise zvinhu izvi, kana akangwara, azvizive? Nokuti nzira dzaJehovha dzakarurama, vakarurama vachafamba nadzo; asi vadariki vachawa madziri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndianiko wakacenjera, anzwisise ɀinhu iɀi, kana wakaŋgwara, aɀiziʋe? Nokuti nzira dzaJehova dzakarurama, ʋakarurama ʋacafamba nadzo; asi ʋaɗariki ʋacawa madziri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ndianiko akachenjera, anzwisise zvinhu izvi, kana akangwara, azvizive? Nokuti nzira dzaJehovha dzakarurama, vakarurama vachafamba nadzo; asi vadariki vachawa madziri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Munhu wose ano ungwaru, ngaanzwisise zvinhu izvozvi, ani naani zvake anofunga ngaazive zvinhu izvi, nokuti makwara aTenzi makwara akarurama, uye vakarurama vanofamba maari asi vakaipa vanogumburwa nawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Munhu wose ano ungwaru, ngaanzwisise zvinhu izvozvi, ani naani zvake anofunga ngaazive zvinhu izvi, nokuti makwara aTenzi makwara akarurama, uye vakarurama vanofamba maari asi vakaipa vanogumburwa nawo.

Viz kapitola kopírovat

Hosiya 14:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy