Hosiya 14:8 - Shona BIBLE8 “Efuremu, ndichineiko nezvifananidzo? Ndakapindura, ndine hanya naye; ndakafanana nomuonde mutema, zvibereko zvako zvichawanikwa kwandiri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Efraimi, ndicineiko neɀifananidzo? Ndakapindura, ndinehanya naye; ndakafanana nomuʋonde mutema, ɀiɓereko ɀako ɀicawanikwa kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Efuremu, ndichineiko nezvifananidzo? Ndakapindura, ndinehanya naye; ndakafanana nomuonde mutema, zvibereko zvako zvichawanikwa kwandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nhaimi vokwaEfuremu Munei nezvifananidzo zvokunamata? Inini ndini ndinokupai mhinduro ndini ndinokuchengetai. Ini ndakaita somusaipurasi unogara wakasvibira, kwandiri ini ndokunobva michero yenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nhaimi vokwaEfuremu Munei nezvifananidzo zvokunamata? Inini ndini ndinokupai mhinduro ndini ndinokuchengetai. Ini ndakaita somusaipurasi unogara wakasvibira, kwandiri ini ndokunobva michero yenyu.” Viz kapitola |