Hosiya 14:7 - Shona BIBLE7 “Vanogara mumumvuri wavo vachadzoka, vachararama sezviyo, nokutunga maruva somuzambiringa; kurumbidzwa kwavo kuchafanana newaini yeRebhanoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋanogara mumumvuri waʋo ʋacadzoka, ʋacararama seɀiyo, nokutuŋga maruʋa somuzambiriŋga; kurumbidzwa kwaʋo kucafanana newaini yeRebanoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Vanogara mumumvuri wavo vachadzoka, vachararama sezviyo, nokutunga maruva somudzambiringa; kurumbidzwa kwavo kuchafanana newaini yeRebhanoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vachadzoka kuzogara mumumvuri wangu vagoita sebindu rizere nezvirimwa. Vachapfumvudza somugirepisi kunhuwirira kwavo kuchiita sewaini yeRebhanoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vachadzoka kuzogara mumumvuri wangu vagoita sebindu rizere nezvirimwa. Vachapfumvudza somugirepisi kunhuwirira kwavo kuchiita sewaini yeRebhanoni. Viz kapitola |