Hosiya 14:6 - Shona BIBLE6 Matavi avo achatanda, kunaka kwavo kuchafanana nomuorivhi, nokunhuwira kwavo sokweRebhanoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mataʋi aʋo acatanda, kunaka kwaʋo kucafanana nomuorivi, nokunhuwira kwaʋo sokweRebanoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Matavi avo achatanda, kunaka kwavo kuchafanana nomuorivhi, nokunhuwira kwavo sokweRebhanoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nhungirwa dzayo dzichipasa uko nokoko, kuyevedza kweIsiraeri kuchaita sekwemuorivhi, kunhuwirira kwayo, kuchiita sekwenyika yeRebhanoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 nhungirwa dzayo dzichipasa uko nokoko, kuyevedza kweIsiraeri kuchaita sekwemuorivhi, kunhuwirira kwayo, kuchiita sekwenyika yeRebhanoni. Viz kapitola |