Hosiya 1:9 - Shona BIBLE9 Jehovha akati, “Mutumidze zita rinonzi ‘Roami;’ nokuti imi hamuzi vanhu vangu, neni handingavi Mwari wenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova akati: Mutumidze zita rinonzi Ro‐ami; nokuti imi hamuzi ʋanhu ʋaŋgu, neni handiŋgaʋi Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha akati, “Mutumidze zita rinonzi ‘Roami;’ nokuti imi hamuzi vanhu vangu, neni handingavi Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Hosea, “Mudaidzei zita rokuti, ‘Vasivangu’ nokuti imi hamusi vanhu vangu. Iniwo handisi Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akati kuna Hosea, “Mudaidzei zita rokuti, ‘Vasivangu’ nokuti imi hamusi vanhu vangu. Iniwo handisi Mwari wenyu.” Viz kapitola |