Hosiya 1:8 - Shona BIBLE8 Zvino akati arumura Roruhama, akanakazve pamuviri, akabereka mwanakomana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino wakati arumura Ro‐ruhama, akanaka ɀe pamuʋiri, akaɓereka mŋanakomana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino akati arumura Roruhama, akanakazve pamuviri, akabereka mwanakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mukadzi uyu paakarumura Mushayirwatsitsi, akabata pamuviri akabereka mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mukadzi uyu paakarumura Mushayirwatsitsi, akabata pamuviri akabereka mwana mukomana. Viz kapitola |