Online Bible

- Reklamy -

Hosiya 1:6 - Shona BIBLE

6 Akanakazve pamuviri, ndokubereka mwanasikana. Jehovha akati kwaari, “Mutumidze iye zita rinonzi ‘Roruhama;’ nokuti handichazonzwiri imba yaIsiraeri nyasha nditongovakanganwire.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Akanaka ɀe pamuʋiri, ndokuɓereka mŋanasikana. Jehova akati kwaari: Mutumidze iye zita rinonzi Ro‐ruhama; nokuti handicazonzwiri imba yaIsraeri nyasha nditoŋgoʋakaŋganwire.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Akanakazve pamuviri, ndokubereka mwanasikana. Jehovha akati kwaari, “Mutumidze iye zita rinonzi ‘Roruhama;’ nokuti handichazonzwiri imba yaIsiraeri nyasha nditongovakanganwire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Akaitazve pamuviri akasununguka mwana musikana. Tenzi akabva ati kuna Hosea, “Tumidza musikana uyu zita rokuti, ‘Mushayirwatsitsi’ nokuti handichaitirazve imba yokwaIsiraeri tsitsi. Handimbofa ndakavaregerazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Akaitazve pamuviri akasununguka mwana musikana. Tenzi akabva ati kuna Hosea, “Tumidza musikana uyu zita rokuti, ‘Mushayirwatsitsi’ nokuti handichaitirazve imba yokwaIsiraeri tsitsi. Handimbofa ndakavaregerazve.

Viz kapitola kopírovat

Hosiya 1:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy