Hosiya 1:1 - Shona BIBLE1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Hosiya mwanakomana waBheeri, namazuva aUziya naJotami naAhazi naHezekiya, madzimambo aJudha, uye namazuva aJerobhoami mwanakomana waJoashi, mambo waIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shoko raJehova, rakaȿika kunaHosea mŋanakomana waBeeri, namazuʋa aUzia naJotami naAhazi naHezekia, madzimambo aJuda, ʋuye namazuʋa aJeroboami mŋanakomana waJoashi, mambo waIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Shoko raJehovha rakasvika kuna Hosea mwanakaomana waBheeri, namazuva aUziya naJotami naAhazi naHezekia, madzimambo aJudha, uye namazuva aJerobhoami mwanakomana waJoashi, mambo waIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Herinoi shoko raTenzi, raakataurira Hosea mwanakomana waBheeri nguva yaitonga madzimambo aya okwaJudha anoti: Uziya naJotamu naAhazi naHezekiya uye iri nguvawo yaJerobhoamu mambo wokwaIsiraeri mwanakomana waJehoashi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Herinoi shoko raTenzi, raakataurira Hosea mwanakomana waBheeri nguva yaitonga madzimambo aya okwaJudha anoti: Uziya naJotamu naAhazi naHezekiya uye iri nguvawo yaJerobhoamu mambo wokwaIsiraeri mwanakomana waJehoashi. Viz kapitola |