Hagai 2:6 - Shona BIBLE6 “Nokuti zvanzi naJehovha wehondo, ‘Kamwe chete, kwasara chinguva chiduku, ndichazunungusa denga rose, nenyika negungwa, nenyika yakaoma; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ɀanzi naJehova wehondo: Kamŋe cete, kwasara ciŋguʋa ciɗuku, ndicazunuŋgusa ɗeŋga rose, nenyika neguŋgwa, nenyika yakawoma; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Nokuti zvanzi naJehovha wehondo, ‘Kamwe chete, kwasara chinguva chiduku, ndichazunungusa denga rose, nenyika negungwa, nenyika yakaoma; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Chandinodariro ndechokuti, zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ‘Kusati kwapera nguva ndefu ini ndichazunzazve matenga nenyika negungwa napasi pakaoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Chandinodariro ndechokuti, zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ‘Kusati kwapera nguva ndefu ini ndichazunzazve matenga nenyika negungwa napasi pakaoma. Viz kapitola |