Online Bible

- Reklamy -

Hagai 2:3 - Shona BIBLE

3 ‘Ndiani wakasara pakati penyu, wakadeya kuona imba ino pakubwinya kwayo kwokutanga?’ Zvino munoiona yakadiniko? Pakuona kwenyu haina kuita sapasina here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndiani wakasara pakati penyu, wakaɗeya kuʋona imba ino pakubginya kwayo kwokutaŋga? Ɀino munoiʋona yakaɗiniko? Pakuʋona kwenyu haina‐kuita sapasina here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 ‘Ndiani wakasara pakati penyu, wakadeya kuona imba ino pakubwinya kwayo kwokutanga?’ Zvino munoiona yakadiniko? Pakuona kwenyu haina kuita sapasina here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 ‘Pane mumwe here pakati penyu asara akaona kunaka kwakanga kwakaita Temberi iyi pakutanga, munoiona yakadii zvino izvi? Sokuonawo kwenyu handiti inenge chinhu pasina?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 ‘Pane mumwe here pakati penyu asara akaona kunaka kwakanga kwakaita Temberi iyi pakutanga, munoiona yakadii zvino izvi? Sokuonawo kwenyu handiti inenge chinhu pasina?’

Viz kapitola kopírovat

Hagai 2:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy