Online Bible

- Reklamy -

Hagai 2:18 - Shona BIBLE

18 Chifungai henyu kubva pazuva ranhasi muchidzokera shure, kubva pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wepfumbamwe, kubva pazuva rakateyiwa nheyo dzeTemberi yaJehovha, fungai izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Cifuŋgai henyu kubva pazuʋa ranhasi mucidzokera shure, kubva pazuʋa ramakumi maʋiri namanna romŋedzi wepfumbamŋe, kubva pazuʋa rakateyiwa nheyo dzetembere yaJehova, fuŋgai iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Chifungai henyu kubva pazuva ranhasi muchidzokera shure, kubva pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wepfumbamwe, kubva pazuva rakateyiwa nheyo dzeTemberi yaJehovha, fungai izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Chimbozvifungai kuti kubvira nhasi uno zviri kuenda mberi, kubvira pazuva rechimakumi maviri nechina romwedzi wechipfumbamwe, musi wacherwa ugaro hweTemberi yaTenzi imbozvifungaiwo

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Chimbozvifungai kuti kubvira nhasi uno zviri kuenda mberi, kubvira pazuva rechimakumi maviri nechina romwedzi wechipfumbamwe, musi wacherwa ugaro hweTemberi yaTenzi imbozvifungaiwo

Viz kapitola kopírovat

Hagai 2:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy