Online Bible

- Reklamy -

Hagai 2:15 - Shona BIBLE

15 Zvino fungai henyu kubva pazuva ranhasi muchidzokera shure, ibwe rimwe richigere kuiswa pamusoro pebwe muTemberi yaJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino fuŋgai henyu kubva pazuʋa ranhasi mucidzokera shure, ibge rimŋe ricigere kuiswa pamsoro pebge mutembere yaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino fungai henyu kubva pazuva ranhasi muchidzokera shure, ibwe rimwe richigere kuiswa pamusoro pebwe muTemberi yaJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 “Zvino momborangarira izvi mumwoyo menyu zvichaitika kubvira nhasi uno zvichienda mberi. Ko paTemberi iyi yaTenzi pasati paiswa dombo pamusoro perimwe zvaikufambirai sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 “Zvino momborangarira izvi mumwoyo menyu zvichaitika kubvira nhasi uno zvichienda mberi. Ko paTemberi iyi yaTenzi pasati paiswa dombo pamusoro perimwe zvaikufambirai sei.

Viz kapitola kopírovat

Hagai 2:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy