Hagai 1:6 - Shona BIBLE6 Makakusha zvizhinji, asi makacheka zvishoma; munodya, asi hamuguti; munonwa, asi hamugungwi; munofuka, asi hakuna unodziyirwa; unobatira mubairo unobatira kuti azvichengete muhombodo yakabvooka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makakusha ɀizhinji, asi makaceka ɀishoma; munodya, asi hamuguti; munonwa, asi hamuguŋgwi; munofuka, asi hakunaunodziyirwa; unoɓatira muɓairo unoɓatira kuti aɀiceŋgete muhomboɗo yakabvoʋoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Makakusha zvizhinji, asi makacheka zvishoma; munodya, asi hamuguti; munonwa, asi hamugungwi; munofuka, asi hakuna unodziyirwa; unobatira mubayiro unobatira kuti azvichengete muhombodo yakabvooka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Inga makadyara zvakawanda wani asi mukakohwa tushomanani, munodya zvenyu asi kuguta hamuguti, kunwa munonwa asi nyota yenyu haiperi; munopfeka asi hamudziirwi. Anotambira mubayiro nokusevenza kwake anotambirira kuuisa muhomwe yakabooka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Inga makadyara zvakawanda wani asi mukakohwa tushomanani, munodya zvenyu asi kuguta hamuguti, kunwa munonwa asi nyota yenyu haiperi; munopfeka asi hamudziirwi. Anotambira mubayiro nokusevenza kwake anotambirira kuuisa muhomwe yakabooka. Viz kapitola |