Hagai 1:5 - Shona BIBLE5 Zvino zvanzi naJehovha wehondo, “Cherechedzai zvamakaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ɀanzi naJehova wehondo: Cerekedzai ɀamakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino zvanzi naJehovha wehondo, “Cherekedzai zvamakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino zvanzi naTenzi wehondo nehondo, chimbofungaiwo mumwoyo menyu kuti zviri kukufambirai sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvino zvanzi naTenzi wehondo nehondo, chimbofungaiwo mumwoyo menyu kuti zviri kukufambirai sei. Viz kapitola |