Hagai 1:13 - Shona BIBLE13 Ipapo Hagai, nhume yaJehovha, wakataura navanhu sezvaakarairwa neshoko rakatumwa naJehovha, akati, “Ndinemi ndizvo zvinotaura Jehovha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Hagai, nhume yaJehova, wakataura naʋanhu seɀaakarairwa neshoko rakatumŋa naJehova, akati: Ndinemi — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Hagai, nhume yaJehovha, wakataura navanhu sezvaakarairwa neshoko rakatumwa naJehovha, akati, “Ndinemi ndizvo zvinotaura Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Hagai nhumwa yaTenzi, akataura kuvanhu aine shoko raTenzi achiti Tenzi ari kuti, “Ndinemi.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino Hagai nhumwa yaTenzi, akataura kuvanhu aine shoko raTenzi achiti Tenzi ari kuti, “Ndinemi.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitola |