Hagai 1:10 - Shona BIBLE10 Saka denga rakaramba nedova nemhaka yenyu, nenyika inoramba nezvibereko zvayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Saka ɗeŋga rakaramba nedoʋa nemhaka yenyu, nenyika inoramba neɀiɓereko ɀayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Saka denga rakaramba nedova nemhaka yenyu, nenyika inoramba nezvibereko zvayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndokusaka mvura yarambira mudenga uye nyikawo isina chayakabereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndokusaka mvura yarambira mudenga uye nyikawo isina chayakabereka. Viz kapitola |