Online Bible

- Reklamy -

Hagai 1:1 - Shona BIBLE

1 Negore rechipiri ramambo Dhariasi, nomwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika nomuporofita Hagai kuna Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, nokuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki, Mupristi Mukuru, richiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Negore recipiri ramambo Dariusi, nomŋedzi wecitanhatu, pazuʋa rokutaŋga romŋedzi, shoko raJehova rakaȿika nomuprofita Hagai kunaZerubaberi mŋanakomana waSheartieri, muɓati waJuda, nokunaJoshua mŋanakomana waJehozadaki, muprista mukuru, riciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Negore rechipiri ramambo Dhariusi, nomwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika nomuporofita Hagai kuna Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, nokuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, richiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mugore rechipiri ramambo Dhariusi, mumwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi shoko raTenzi rakauya nokunomuporofita Hagai kuna Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye kuna Joshuwa, mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Hagai 1:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy