Habakuki 1:3 - Shona BIBLE3 Munondiratidzireiko zvakaipa, munotarireiko zvisakarurama? Nokuti kuparadza nokuitira vamwe simba zviri pamberi pangu; rukave ruripo, uye kukakavara kunomuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Munondiratidzireiko ɀakaipa, munotarireiko ɀisakarurama? Nokuti kuparadza nokuita nesimba ɀiri pamberi paŋgu; rukaʋe ruri’po, ʋuye kukakaʋara kunomuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Munondiratidzireiko zvakaipa, munotarireiko zvisakarurama? Nokuti kuparadza nokuitira vamwe simba zviri pamberi pangu; rukave ruripo, uye kukakavara kunomuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Chamunondionesera zvakaipa chii imi kusarurama muchikuona zvenyu? Kuparadza noutsinye zvatarisana neni, gakava nokunetsana zvinomuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Chamunondionesera zvakaipa chii imi kusarurama muchikuona zvenyu? Kuparadza noutsinye zvatarisana neni, gakava nokunetsana zvinomuka. Viz kapitola |